Guhwa
milez
| Trajanje : 04:00
Autor: Takudzwa Ashley Mabika
Skladatelj: Takudzwa Ashley Mabika
Stihovi
Ndisati Ndakupai mukana Ndoda mugoziva Kuitira ramangwana Mune ramangwana Mudzikamise hana Zvimwe zvinhu Tangai mambofunga zvakadzama Wangu ndiyoka yenyu system Tatove ma victims Kuda kupedza zvatakatanga Kushuvira mavanga Iko kusatokwana Ziso renyu roona chete patinotadza Zvirimukati kati Memoyo Ndezvedu vaviri Tingadzitaurireiko Nhoroondo Nekupindura imi Kana vavengi daidza vauye Vashamarari Ngavauye Toda kuzvitaura Pachena vazvifunge Hativhunduke Pano makuhwa haaparadzi Mugare matoziva ramangwana Nguva nenguva Handimurasi Kusvika zuva ratopinda muguva Pano makuhwa haaparadzi Mugare matoziva ramangwana Nguva nenguva Handimurasi Kusvika zuva ratopinda muguva Pano makuhwa haaparadzi Kutongooudzana fair Pano makuhwa haaparadzi Hanty ndimi mauya Eh babe huya umire apa Ndagara ndinotaura zviripo Kunyangwe mukati venga ini naye tiribho Patakatamba pakakwana kumba hatiuyeko Hamutione Musazoti handina kurairwa but Kana ndapotsa kutaura Really sorry That I'm not sorry Chitarisai gonhi Nzira yamapinda nayo fambai zviribho Pore pore Zvirimukati kati Memoyo Ndezvedu vaviri Tingadzitaurireiko Nhoroondo Nekupindura imi Kana vavengi daidza vauye Vashamarari Ngavauye Toda kuzvitaura Pachena vazvifunge Hativhunduke Pano makuhwa haaparadzi Mugare matoziva ramangwana Nguva nenguva Handimurasi Kusvika zuva ratopinda muguva Pano makuhwa haaparadzi Mugare matoziva ramangwana Nguva nenguva Handimurasi Kusvika zuva ratopinda muguva Zvirimukati kati Memoyo Ndezvedu vaviri Tingadzitaurireiko Nhoroondo Nekupindura imi Kana vavengi daidza vauye Vashamarari Ngavauye Toda kuzvitaura Pachena vazvifunge Hativhunduke Pano makuhwa haaparadzi Mugare matoziva ramangwana Nguva nenguva Handimurasi Kusvika zuva ratopinda muguva Pano makuhwa haaparadzi Mugare matoziva ramangwana Nguva nenguva Handimurasi Kusvika zuva ratopinda muguva
Takudzwa Mabika
O/B/O DistroKid
Ova pjesma nalazi se na albumu:
Milez
milez